Mateo 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Musaidzwa ʋo ʋatenzi, nokuti mumŋe cete ndiTenzi wenyu, iye Kristu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Musati ‘Vatenzi,’ nokuti mumwechete, nditenzi wenyu, iye Kristu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye musadaidzwa muchinzi ‘mudzidzisi’ nokuti muno Mudzidzisi mumwe chete iye Kristu. See the chapter |