Online Bible

- Advertisements -

Mateo 22:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akazoti kuvaranda vake, ‘Muchato wagadzirirwa asi vaya vakakokwa vanga vasina kukodzera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino akati kuʋaranda ʋake: Mutambo wokuwana wakagadzirwa, asi ʋakaŋga ʋakokerwa ʋakaŋga ʋasina‐kufanirwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Zvino akati kuvaranda vake, ‘Mutambo wokuchata wakagadzirwa, asi vakanga vakokerwa vakanga vasina kufanirwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akazoti kuvaranda vake, ‘Muchato wagadzirirwa asi vaya vakakokwa vanga vasina kukodzera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akazoti kuvaranda vake, ‘Muchato wagadzirirwa asi vaya vakakokwa vanga vasina kukodzera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Ipapo akati kuvaranda vake, ‘Mutambo wesvitsa wagadzirirwa asi vaya vandakakoka vakanga vasingakodzeri kuti vauye.

See the chapter Copy

Mateo 22:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements