Mateo 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino mambo wakatsamŋa, akatuma hondo dzake, akaparadza ʋaya ʋakaʋaʋuraya, akapisa guta raʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino mambo akatsamwa, akatuma hondo dzake, akaparadza vaya vakauraya, varanda vake akapisa guta ravo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mambo akashatirwa akatumira masoja ake akaparadza mhondi idzodzo. Akapisa guta ravo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mambo akatsamwa kwazvo. Akatuma hondo yake kundoparadza vaurayi vaya uye akapisa guta ravo. See the chapter |