Mateo 22:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi haʋana‐kuraŋgarira, ʋakaenda, mumŋe kumunda wake, mumŋe kukuteŋgesa kwake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Asi havana kurangarira, vakaenda, mumwe kumunda wake, mumwe kukutengesa kwake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi ivo havana kumboita hanya nazvo, vakabva vatoenda zvavo, mumwe kupurazi yake, mumwe kushawo yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Asi hapana akateerera uye vakaenda mumwe kumunda wake, mumwewo kune rimwe basa rake. See the chapter |