Mateo 22:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Akati kwaʋari: Davidi wakagomutumidza seiko noMŋeya, Ishe wake, aciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Akati kwavari, “Dhavhidhi akagomutumidza seiko noMweya, Ishe wake, achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Akati kwavari, “Ko, zvino sei Dhavhidhi achitaura noMweya akamuti, ‘Ishe’? Nokuti anoti, See the chapter |