Mateo 22:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akati: Munofuŋgeiko pamsoro paKristu? Mŋanakomana waniko? Ʋakati kwaari: WaDavidi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 “Munofungei nezvaKristu? Mwana waani?” Vakapindura vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi.” See the chapter |