Mateo 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi kana kuri kumuka kwaʋakafa, hamuna‐kuraʋa here ɀamakaʋudzwa naMŋari, paakati: See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi pane zvokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here zvakarehwa naMwari kwamuri, achiti, See the chapter |