Mateo 22:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti pakumuka kwaʋakafa haʋawani, kana kuwaniswa; asi ʋakaita saʋatumŋa kuɗeŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pakumuka kwavakafa vanhu havawani kana kuwanikwa, vachange vakaita savatumwa kudenga. See the chapter |