Mateo 22:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akatuma ʋaranda ʋake kundoɗana aʋo ʋakaŋga ʋakokerwa kumutambo wokuwana; ʋakaramba kuʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya. See the chapter |