Mateo 22:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino pakumuka kwaʋakafa, ucaʋa mukadzi waniko waʋanomŋe aʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko wavanomwe ava, nokuti vose vaiva naye.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko pavanomwe vaya sezvo vose vaiva varume vake?” See the chapter |