Mateo 22:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ʋaciti: Mudzidzisi, Mosesi wakati, kana munhu akafa asinaʋana, munuŋuna wake ŋgaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake ʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 vachiti, “Mudzidzisi, Mosesi akati, kana munhu akafa asina vana, munun'una wake ngaawane mukadzi wake, agomutsira mukoma wake vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Mudzidzisi, Mosesi akati kana murume akafa asina vana munun'una wake anofanira kumugara nhaka kuti aberekere mukoma vana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vakati, “Mudzidzisi, Mozisi akatiudza kuti murume akafa asina vana mununʼuna wake anofanira kuwana chirikadzi agomuberekera vana. See the chapter |