Mateo 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akati kwaʋari: Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndeɀani? See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akati kwavari, “Mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvaani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu ndokuti kwavari, “Ko mufananidzo uyu norunyoro urwu ndezvani?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 uye akavabvunza akati, “Ko, mufananidzo uyu ndowaani uye runyoro urwu ndorwaani?” See the chapter |