Mateo 22:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tiʋudzei, munofuŋgeiko? Munhu unotenderwa kuripira Kesari mutero here, kana kwete? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tiudzei, munofungeiko? Munhu anotenderwa kutera mutero waKesari here, kana kwete?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saka tiudzei kuti munofungei, zviri pamutemo here kutera mutero kuna Siza kana kuti kwete?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Tiudzei zvino kuti imi, munoti kudini? Zvakanaka here kutera mutero kuna Kesari kana kuti hazvina?” See the chapter |