Mateo 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mambo akati kuʋaranda: Mumusuŋgei makumbo namaʋoko, mumukandirei kunze murima; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Ipapo mambo akaudza varanda vake akati, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande panze, murima, umo muchava nokuchema nokurumanya kwameno.’ See the chapter |