Mateo 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino mambo wakati acipinda kuzoʋona ʋagere pakudya, akaʋona munhu usina‐kupfeka ŋguʋo yomutambo wokuwana; See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 “Zvino mambo akati achipinda kuzoona vagere pakudya, akaona munhu asina kupfeka nguo yomuchato; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Asi mambo akati apinda kuzoona vakanga vakokwa, akaona munhu imomo akanga asina nguo yesvitsa. See the chapter |