Mateo 21:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino ʋakamuɓata ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga, ʋakamuʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvino vakamubata vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa, vakamuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakamutora vakamukanda kunze kwomunda wamagirepisi vakamuuraya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Saka vakamutora vakamubudisa kunze kwemunda wemizambiringa vakamuuraya. See the chapter |