Online Bible

- Advertisements -

Mateo 21:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino pashure akatuma mŋanakomana wake kwaʋari, aciti: Mŋanakomana waŋgu ʋacaʋa nehanya naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino pashure akatuma mwanakomana wake kwavari, achiti, ‘Mwanakomana wangu vachava nehanya naye.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Mushure mezvo akatuma mwanakomana wake kwavari achiti, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Pakupedzisira akatuma mwanakomana wake kwavari. Akati, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’

See the chapter Copy

Mateo 21:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements