Mateo 21:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakapindura, ʋakati kunaJesu: Hatiziʋi. Akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Vakapindura, vakati kuna Jesu, “Hatizivi.” Akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Iye akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Ipapo iye akati, “Neni handingakuudzeiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.” See the chapter |