Mateo 21:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Endai mumusha wakatarisana nemi muchasvikowana dhongi rakasungirirwa nomwana waro Asunungurei muuye nawo kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo mucawana mboŋgoro yakasuŋgirwa, inemhuru yayo; mudzisunuŋgure, muʋuye nadzo kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Endai kumusha wakatarisana nemi, pakarepo muchawana dhongi nemwana waro akasungirirwa, murisunungure, muuye naro kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Endai mumusha wakatarisana nemi muchasvikowana dhongi rakasungirirwa nomwana waro Asunungurei muuye nawo kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Endai mumusha wakatarisana nemi muchasvikowana dhongi rakasungirirwa nomwana waro Asunungurei muuye nawo kwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 achiti kwavari, “Endai kumusha wamakatarisana nawo uye imomo muchaona mbongoro yakasungirirwa pamwe chete nomwana wayo. Mudzisunungure muuye nadzo kwandiri. See the chapter |