Mateo 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akati kwavari zvakanyorwa zvichinzi, “Imba yangu ichanzi imba yokunamatira. Asi imi muri kuiita bako ramakororo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akati kwaʋari: Kwakanyorwa kucinzi: Imba yaŋgu icanzi imba yokunyeŋgetera, asi imi munoiita ɓako ramakororo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi munoiita bako ramakororo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akati kwavari zvakanyorwa zvichinzi, “Imba yangu ichanzi imba yokunamatira. Asi imi muri kuiita bako ramakororo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akati kwavari zvakanyorwa zvichinzi, “Imba yangu ichanzi imba yokunamatira. Asi imi muri kuiita bako ramakororo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ” See the chapter |