Online Bible

- Advertisements -

Mateo 20:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakati kwaari: Nokuti hapanomunhu wakatipa ɓasa. Akati kwaʋari: Endai nemi ʋo mumunda wemizambiriŋga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakati kwaari, ‘Nokuti hapana nomunhu akatipa basa.’ Akati kwavari, ‘Endai nemiwo mumunda wangu wemidzambiringa.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Vakapindura vachiti, ‘Nokuti hapana munhu atipa basa.’ “Akati kwavari, ‘Nemiwo endai mundoshanda mumunda wangu wemizambiringa.’

See the chapter Copy

Mateo 20:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements