Mateo 20:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ivo vakati kwaari, “Tenzi, itai kuti maziso edu azaruke.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akati kwaari: Ishe, kuti meso eɗu aȿinudzwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Akati kwaari, “Ishe, kuti meso edu asvinudzwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ivo vakati kwaari, “Tenzi, itai kuti maziso edu azaruke.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ivo vakati kwaari, “Tenzi, itai kuti maziso edu azaruke.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakapindura vachiti, “Ishe, tinoda kuona.” See the chapter |