Mateo 20:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋanegumi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakatsamŋira aʋo ʋana ʋaʋiri ʋomunhu mumŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Vane gumi vakati vachizvinzwa, vakatsamwira avo vaviri vana vomunhu mumwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vamwe gumi vaya pavakazvinzwa vakashatirirwa mukoma nomunun'una vaya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vane gumi vakati vanzwa izvi vakatsamwira mukoma nomununʼuna ava. See the chapter |