Mateo 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tora ɀako, uende, ndinoɗa kupa wokupedzisira sewe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Tora zvako, uende, ndinoda kupa vokupedzisira sewe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Iwe ingotora yako uende. Ndini ndasarudza zvangu kupa uyu wokupedzisira yakaenzana neyandakupa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Tora mubayiro wako uende. Ndinoda kupa munhu ashanda kwokupedzisira zvakafanana nezvandakupa. See the chapter |