Online Bible

- Advertisements -

Mateo 20:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 vachiti, “Ava vokupedzisira vashanda kweawa imwechete chete asi imi mavaenzanisa nesu, isu tabinduka zuva rose tichipiswa nezuva.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 ʋakati: Aʋa ʋokupedzisira, ʋakaɓata ŋguʋa imŋe cete, maʋaenzanisa nesu, takatambudzika zuʋa rose, ticipiswa nezuʋa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 vakati, ‘Ava vokupedzisira, vakashanda awa imwechete, mavaenzanisa nesu, takatambudzika zuva rose, tichipiswa nezuva.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 vachiti, “Ava vokupedzisira vashanda kweawa imwechete chete asi imi mavaenzanisa nesu, isu tabinduka zuva rose tichipiswa nezuva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 vachiti, “Ava vokupedzisira vashanda kweawa imwechete chete asi imi mavaenzanisa nesu, isu tabinduka zuva rose tichipiswa nezuva.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakati, ‘Varume ava vapedzisira vangoshanda awa imwe chete, asi mavaenzanisa nesu tatakura mutoro webasa uye tikapiswa nezuva.’

See the chapter Copy

Mateo 20:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements