Mateo 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akakokera ʋaprista ʋakuru ʋose naʋanyori ʋaʋanhu, akaʋabvunza kuti Kristu ucaɓerekwepi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akakokera vapristi vakuru vose navanyori pakati pevanhu, akavabvunza kuti, “Kristu uchaberekerwepi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuzoti akokera pamwe chete vaprista navadzidzisi vomutemo, akavabvunza kwaizoberekerwa Kristu. See the chapter |