Mateo 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo Herode aciɀinzwa, wakamanikidzwa, neJerusarema rose naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mambo Herodhi akati achizvinzwa, akatambudzika kwazvo, neJerusaremu rose naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo Herodhi paakanzwa izvi, zvakamunetsa uye neJerusaremu yose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo Herodhi akati achinzwa izvi, akatambudzika kwazvo pamwe chete neJerusarema rose. See the chapter |