Mateo 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti ɀakarebga naʋaprofita ɀiitike, kuti ucanzi muNazareta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 akandogara muguta rinonzi Nazareta, kuti zvakarehwa navaporofita zviitike, kuti achanzi muNazareta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akaenda akandogara muguta rinonzi Nazareti kuti zvakataurwa navaporofita zvizadziswe zvokuti, “Achanzi mugari weNazareti.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaenda akandogara muguta rainzi Nazareta. Izvi zvakabva zvazadzisa zvakarehwa kubudikidza navaprofita zvichinzi, “Achanzi muNazareta.” See the chapter |