Mateo 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Akasimuka, ndokutora mŋana namai ʋake, akaȿika kunyika yaʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Akasimuka, ndokutora mwana namai vake, akasvika kunyika yaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Josefi akasimuka akatora mwana naamai vake akaenda kunyika yeIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Saka akasimuka akatora mwana namai vake akaenda kunyika yeIsraeri. See the chapter |