Mateo 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 akati: Simuka, utore mŋana namai ʋake, uende kunyika yaʋaIsraeri, nokuti ʋaitȿaka kuʋuraya mŋana ʋafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 akati, “Tora mwana namai vake mudzokere kunyika yeIsraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.” See the chapter |