Mateo 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndinoti kwamuri: Aninani unorasha mukadzi wake, asi nemhaka yoʋupombge, akawana mumŋe, unoita ʋupombge; nounowana wakarashwa, unoita ʋupombge. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake, asi nemhaka youpombwe, akawana mumwe, anoita upombwe; noanowana wakarambwa, anoita upombwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Uye ini ndinoti kwamuri, ani naani anoramba mukadzi wake kunze kokunge aita upombwe achizoroora mumwe anoita upombwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndinokuudzai kuti ani naani anoramba mukadzi wake, kunze chete nokuda kwoupombwe, akazowana mumwe mukadzi, atoita upombwe.” See the chapter |