Online Bible

- Advertisements -

Mateo 19:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuɗaro haʋaciri ʋaʋiri, asi nyama imŋe. Ɀino, iɀo Mŋari ɀaakasoŋganisa, munhu ŋgaarege kuɀiparadzanisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokudaro havachiri vaviri, asi vava nyama imwe. Zvino, izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Saka havachisiri vaviri asi mumwe chete. Naizvozvo chabatanidzwa naMwari pamwe chete, hapana munhu anofanira kuchiparadzanisa.”

See the chapter Copy

Mateo 19:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements