Mateo 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akapindura, akati: Hamuna‐kuraʋa here, kuti uyo wakaʋasika pakutaŋga, wakaʋaita murume nomukadzi? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi, See the chapter |