Mateo 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Jesu ndokuʋatarira, akati kwaʋari: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀose ɀinobvira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.” See the chapter |