Online Bible

- Advertisements -

Mateo 19:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakakahadzika kwaɀo, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vadzidzi vakati vanzwa izvi vakakatyamara zvikuru vakabvunza vachiti, “Ndiani zvino achaponeswa?”

See the chapter Copy

Mateo 19:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements