Mateo 19:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi jaya rakati ricinzwa shoko iri, rikaenda rineshuŋgu; nokuti rakaŋga rinefuma zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Asi jaya rakati richinzwa shoko iri, rikaenda rasuwa kwazvo; nokuti rakanga rine pfuma zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jaya riya parakanzwa izvi, rakaenda rakasuwa kwazvo nokuti raiva nepfuma zhinji kwazvo. See the chapter |