Mateo 19:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Jaya rikati kwaari: Iɀoɀo ɀose ndakaɀiceŋgeta; ndicakashaiweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Jaya rikati kwaari, “Izvozvo zvose ndakazvichengeta; ko chipi chandinoshayiwa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jaya riya rakati kwaari, “Yose iyi ndakaichengeta. Chimwe chandisina chii.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Jaya riya rakati, “Zvose ndakazvichengeta. Chii chandichiri kushayiwa?” See the chapter |