Online Bible

- Advertisements -

Mateo 19:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akati kwaari: Unondibvunzireiko pamsoro peɀakanaka? Uri’po mumŋe wakanaka. Asi kana uciɗa kupinda paʋupenyu, ceŋgeta mirairo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Aripo mumwechete akanaka. Asi kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mirairo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Kunongova noMumwe chete akanaka. Kana uchida kupinda muupenyu, teerera mirayiro.”

See the chapter Copy

Mateo 19:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements