Online Bible

- Advertisements -

Mateo 19:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Tarira, mumŋe munhu wakaʋuya kwaari, akati: Mudzidzisi wakanaka, ndiŋgaita cinhu cakanaka cipi, kuti ndiʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Tarira, mumwe akauya kwaari, akati, “Mudzidzisi Wakanaka, ndingaita chinhu chakanaka chipi, kuti ndive noupenyu husingaperi?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino mumwe murume akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Mudzidzisi, ndechipi chinhu chakanaka chandingaita kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

See the chapter Copy

Mateo 19:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements