Mateo 19:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Kana ɀakaɗaro pakati pomurume nomukadzi, haɀina‐kunaka kuwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.” See the chapter |