Mateo 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 akati, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kana mukasapinduka muchiva savana vaduku hamumbopinda muumambo hwedenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Kana musiŋgashanduki, mukaʋa saʋana ʋaɗuku, hamuŋgatoŋgopindi muʋushe bgokuɗeŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kana musingasanduki, mukava savana vaduku, hamungatongopindi muushe hwedenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 akati, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kana mukasapinduka muchiva savana vaduku hamumbopinda muumambo hwedenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 akati, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kana mukasapinduka muchiva savana vaduku hamumbopinda muumambo hwedenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, kana musina kushanduka mukava savana vaduku, hamungatongopindi muumambo hwokudenga. See the chapter |