Mateo 18:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mumwe muranda uya mumwe wake akati pasi gwadagwa achimuteterera achiti, “Ingondiitirawo mwoyo murefu ndinokudzorera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino muranda uyo waiɓata pamŋe cete naye, akawira pasi, akakumbira ɀikuru kwaari, akati: Uʋe nomŋoyo murefu neni, ndicazokuripira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino muranda uyo aishanda pamwechete naye, akawira pasi, akakumbira zvikuru kwaari, akati, ‘Uve nomwoyo murefu neni, ndichazokuripira.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mumwe muranda uya mumwe wake akati pasi gwadagwa achimuteterera achiti, “Ingondiitirawo mwoyo murefu ndinokudzorera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mumwe muranda uya mumwe wake akati pasi gwadagwa achimuteterera achiti, “Ingondiitirawo mwoyo murefu ndinokudzorera.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Muranda uya saiyewo muranda akapfugama ndokumukumbira zvikuru achiti, ‘Ndiitirewo mwoyo murefu, ndichakupa chikwereti chako.’ See the chapter |