Online Bible

- Advertisements -

Mateo 18:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi muranda mumwecheteyo paakanga avakubuda, akasangana nomumwe mushandi pamwe naye, akanga ane chikwereti kwaari chezana remari yamadhenari. Akabva amuti dzvi pahuro, achiti, “Ndibhadhare chikwereti changu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi muranda uyo wakati aciɓuɗa, akawana mumŋe muranda waiɓata pamŋe cete naye, wakaŋga anecikwerete kwaari camadenari anezana; akamuɓata, akamudzipa, akati: Ripa cikwerete cako!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 “Asi muranda uyo akati achibuda, akawana mumwe muranda waishanda pamwechete naye, akanga ane chikwerete kwaari chamadhenari ane zana; akamubata, akamudzipa, akati, ‘Ripa chikwerete changu!’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi muranda mumwecheteyo paakanga avakubuda, akasangana nomumwe mushandi pamwe naye, akanga ane chikwereti kwaari chezana remari yamadhenari. Akabva amuti dzvi pahuro, achiti, “Ndibhadhare chikwereti changu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Asi muranda mumwecheteyo paakanga avakubuda, akasangana nomumwe mushandi pamwe naye, akanga ane chikwereti kwaari chezana remari yamadhenari. Akabva amuti dzvi pahuro, achiti, “Ndibhadhare chikwereti changu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 “Asi muranda uya paakabuda, akasangana nomumwewo muranda saiye ainge aine chikwereti chake chamadhenari zana. Akamubata ndokutanga kumudzipa. Akati, ‘Ndipe chikwereti changu!’

See the chapter Copy

Mateo 18:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements