Online Bible

- Advertisements -

Mateo 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino muranda akawira pasi, akamunamata, akati: Ishe, iʋai nomŋoyo murefu neni, ndicazokuripirai ɀose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino muranda akawira pasi, akakumbira, akati, ‘Ishe, ivai nomwoyo murefu neni, ndichazokuripirai zvose.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Muranda uya akazviwisira pamberi patenzi wake akamukumbira zvikuru achiti, ‘Ndiitireiwo mwoyo murefu, ndicharipa hangu zvose.’

See the chapter Copy

Mateo 18:26

Follow us:

Advertisements

Advertisements