Mateo 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akati kwaari, “Handikuti kanomwe asi makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Jesu akati kwaari: Handiti kwauri, kuȿikira kanomŋe; asi kuȿikira makumi manomŋe anoʋereŋgwa kanomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Jesu akati kwaari, “Handiti kwauri, kusvikira kanomwe; asi kusvikira makumi manomwe anoverengwa kanomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akati kwaari, “Handikuti kanomwe asi makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akati kwaari, “Handikuti kanomwe asi makumi manomwe akapetwa kanomwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu akapindura akati, “Kwete kanomwe chete, asi kakapetwa makumi manomwe ane nomwe. See the chapter |