Mateo 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Petro wakaʋuya akati kwaari: Ishe, hama yaŋgu icanditadzira kaŋganiko, ndikaikaŋganwira? Kuȿikira kanomŋe here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Petirosi akauya akati kwaari, “Ishe, hama yangu ichanditadzira kanganiko, ndakairegerera? Kusvikira kanomwe here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pita akauya akati kuna Jesu, “Tenzi hama yangu ingandikanganisire kangani ndichiiregerera; tingati kanomwe here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Petro akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Ishe, kanganiko kandingaregerera hama yangu kana achinditadzira? Kanomwe here?” See the chapter |