Mateo 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Ɀose ɀamunosuŋga panyika, ɀicasuŋgwa kuɗeŋga; neɀose ɀamunosunuŋgura panyika, ɀicasunuŋgurwa kuɗeŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunosunungura panyika, zvichasunungurwa kudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Ndinokuudzai chokwadi kuti chose chamuchasunga pano pasi chichasungwa kudenga, nechamunosunungura pano pasi chichasunungurwa kudenga. See the chapter |