Mateo 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana asiŋgaʋanzwi, uʋudze ʋuŋgano; kana asiŋganzwi ʋo ʋuŋgano, ŋgaaʋe kwauri somuheɗeni nomuFarise. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Kana asingavanzwi, uudze ungano; kana asinganzwiwo ungano, ngaave kwauri somuhedheni nomuFarisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana akaramba kuteerera, uudze kereke, kana akaramba kuteerera kunyange kereke, umutore zvako somuhedheni kana muteresi. See the chapter |