Mateo 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ariwana, ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri, unorifarira kupfuʋura makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe asakatsauka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Kana aiwana, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, anofarira kupfuura makumi mapfumbamwe namapfumbamwe dzisina kurasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana akaiwana, zvechokwadi ndinokutaurirai kuti anoifarira kupinda makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe dzisina kumborasika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye kana akariwana, ndinokuudzai chokwadi kuti anorifarira kukunda makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe asina kurasika. See the chapter |