Mateo 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakati ʋacitarira, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakati vachitarira, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pavakazosimudza uso havana wavakaona kunze kwaJesu oga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pavakasimudza misoro vachitarisa vakazongoona Jesu ava oga. See the chapter |